DISQUS

Zimbabwe's Hottest Gossip: Man Impregnants Step daughter

  • Anonymous · 3 months ago
    Vana ava. Oliver Mutukudzi was rumoured to have done the same to a daughter of one of her band girls whom she was in love with. Ngaa chigara mushe nemurume wamai. Mai start a new life. Forget about it and forgive them. One day they both will need you.
  • borangoma · 3 months ago
    mhosva ndeya amai avo, i hure, ndivo nanokonzera zvinhu zvakadai, mukadzi ane mwana ari 21 uchada kukwira zvekutororwa, i stupid ya mai, ngava ma me
  • me · 3 months ago
    Nyaya yenyu iyi yakadhakwa!!!!!! Hatina zvatingaite. Pachenyu mai nemwana
  • Mai Willy · 3 months ago
    Barangoma the bibles says mukadzi akafirwa anonzwa kuda kuroorwa ngaaroorwe pene kupinda mubhawa. Regai varoorwe chihure ndochakaipa.
  • marian · 3 months ago
    ko ivo amai ava hw old is she,the daughter is 22 mirume yavo is 34 saka vakaita mwana ne 12yrs umm saka muri pfambi amai, kana kuti you are older than mirume yenyu,,if that is the case better muroorwe nababa vemirume yenyu.ndozvinopfidzisa sei makanyepera mirume yenyu kti mwana haasi wenyu..